Marriage Diaries
I believe in a Christian family setup where God is the centre and the strength of our lives as a family.sharing advices and also learning as we grow together
15/06/2026
Take time to tell God all your troubles,just pouring out to Him🙏
14/06/2026
As you are about to close your eyes and catch some sleep...Do not forget to Pray 🙏
vapedza task imbouyai tipemberere pano💃🔥 vasati tiudzei Mumwe ari pano akubatsire💪🫂
14/06/2026
Mumwe achafa ne Bp nekungofungira.Dai wambotora nguva wabvunzisisa kuti anonzwei akagara newe weekend kudai uye nei achingofarira Shamwari? 🙃
14/06/2026
As you are in the comfort of your home take a deep breath and whisper "thank you God".Let's go and Worship Him🙏
Marriage haisi kutomboda dzungu veduwe😎
13/06/2026
Chirega kunyanya kugara wakatsamwira Mumwe wako muregerere.kutadzirwa kunowanikwa Saka ingoti ndakuregerera ukwanise kurarama wakasununguka🙏
12/06/2026
No to grudges and unnecessary fuss.Be free,life is not guaranteed so make the best of it🙏
12/06/2026
Chirega kunyanya kumushusha.vamwe hamutye kana kushungurudza nenherera chaidzo.Saka mati aende kupi nevana vako uuum.Rudo harude kuzonyanya kuonesa kuti haunei naye.Neka rough kamuri kuita ikako muchibuda anosara ochema saka nhasi ndati imbomirai zvakwana.
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Brits
Opening Hours
| Monday | 09:00 - 17:00 |
| Tuesday | 09:00 - 17:00 |
| Wednesday | 09:00 - 17:00 |
| Thursday | 09:00 - 17:00 |
| Friday | 09:00 - 17:00 |
| Saturday | 09:00 - 17:00 |
| Sunday | 09:00 - 13:00 |
