Sekuru Nzou back Up
Hie guys tiripano kubatsirana zviri kuitika mukurarama pasina kushorana kana kutukana.
30/04/2026
Ma step mother itai rudo mudzimba umu ðŸ˜
Sekuru makadii nhai muedzo rudzii wakadai.Ndakaroorwa ne murume ane mwana wake mukomana ane 13yrs anonditira mashura.Kettle iyi ndakaitenga ku Hustle hobby nezuro ndirikubva kubasa ndoona yabikirwa mazai.Ndarwadziwa sekuru apa aputikira mukati hwema wacho haupere.Ndakuudza murume akutoti i no haudi mwana wangu kana zvanetsa buda uende.Atora fone akanditumira wicode yemukuru nditenge imwe kettle ndobvisa mapoto ese mumba akunotenga mamwe angu ndorogedza.Apa akutora mari ye stand yatanga ta saver ndoita sei sekuru nemwana uyu #
26/04/2026
Madzimai be strong kani😳😳
From inbox..
Sekuru Nzou makadii henyu thank you so much nebasa ramunoita rekusanganisa madzimai anoda kuroorwa.Sekuru ndadzoka ndini wamakapa baba veku Greystone vane nhengo ine ring ndati ndidzoke mafambiro acho.Ini sekuru ndakasiya baba ava last week sekuru munhu bhoo ane love and respect asi pa bonde apa unenge uchingoitira iye kuti anakirwe asi iwe mukadzi hapana saka tinosvika kupi.Ndakapedza week ndiri kumba kwake nekuti ndaiti ndasiya mwana kumba na mama vangu akati ndipe eco cash number vakaisirwa $500 ipapo akati chigara pano.Sekuru murume anofarira bonde and anodya nengo asi pakupinda unorwadziwa sekuru every time and hairare futi.Anoenda kuoffice odzika maskati ku lunch oda bonde.No sekuru mupei mumwe henyu ndakamu bloker
Uyu ndi Lawyer ane chikoro haamake maZimba😅🤣🤣
02/04/2026
21 yrs here nhai Mwari vana ava 🙄🙄
Sekuru makadii nhai munhu anotambira 12k kubasa angabikire girlfrnd rice nemazai here.Sekuru am confuse ini murume wandiri kudanana naye kuno ku Polokwani anozviti ndotambira mari kwayo kubasa.Tava ne mth tichidanana achiuya kumba kwangu ndaenda kwake nhasi sekuru ma plates tsvina apa rice jena risina kana curry rabikwa.Ndairatidzwa fnb card asi iye ane mukuru Card ropindira mari yekubasa kubata foni anotambira R6000 munhu anonyepa anobhowa sekuru.Ndimurambe hazvichaita akarara neni ka4 pamwe nhumbu yakabata am 21 iye ane 35
Pa Joni zviriko maZimba akudongedzwa 😢ðŸ˜
29/03/2026
Life yakaoma batsiraiwo mudzimai uyuðŸ˜ðŸ˜
Muzukuru wedu uya ati ndadzigwa pamba pandogara nekuti ndine 2 mths ndisina kubvisa rent akatizwa nemurume akaenda kumu Xhosa.Tazomhanya mhanya ambowana pekugara ku Avondel ku Atlatis ikoko zve one mth chete ozoona zvekuita.Imba rent R2000 ne magetsi so pane vanhu two vabatsirawo ikasvika R900 sekuru vakawedzera.Thank you vazukuru ndodada nemi pane vati vane hembe dzemwana ndichanotora ndonovaona mangwana
Kungogeza otamba radio zvinodiwa kunyangwe usina cash😅🤣🤣
Cape town monakidzwa guys🤣🤣
Hey S.A is movie country
Vanocheka manje ava
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Cape Town
7441
