African Village Lifestyle
Broadcasting an unfiltered African rural lifestyle
*uchiti umbozama kufadza munhu wakoooo kumufonera ka 5 pazuva wozonzwa akuti iwe uchazondibhowa mnje*😆😆😆🙌😆🙌🙌😆🙌😆
09/06/2026
Mukadzi wangu akanga akainda kustay in Nhasi adzoka achingorutsa rutsa akangovhura fridge anobvapo achimhanya otorutsa hanzi ndine nyon'o.
Ndoona sekuti boss vake vaimupa zvinhu zvinotapira semunhu asina mukadzi vanonyanya kutenga zvikafu zvekuma restaurant kwavo
05/06/2026
Huyai tibike
Big shout out to my newest top fans! Tafadzwa Gwathi, Princess Katiyo, Luchi Grace, Jonah Chiinze, Lucas Nyamaka
04/06/2026
morning Team work
*Pa Whatsapp unogona kutotukwa nemunhu anochengetera hembe mu crate re doro*🤣
03/06/2026
June unk ndakuvara chando chacho kani mvura haitangike
hapana ane second hand washing machine here andipevo
02/06/2026
Tisati tabuda kuinda kumabasa ngatirumbidze musiki
Amen
HAPPY MONDAY MORNING VEDUWE
Big shout out to my newest top fans! Princess Katiyo, Luchi Grace, Jonah Chiinze, Lucas Nyamaka
Click here to claim your Sponsored Listing.
Contact the business
Telephone
Website
Address
9702 Umkhence Street
Pretoria
0028
