Ndinonxii-Tarie official

Ndinonxii-Tarie official

Share

God fearing � my daughter my everything 🍂🧡

20/11/2025

I got over 50 reactions on my posts last week! Thanks everyone for your support! 🎉

17/11/2025

Muroyi chii??

Muroyi mukomana anonyatsoziva kty hambofe akakuroora asi anenge achitokuti mukadzi wangu

Ototi:mwana wedu tichamuti anii
Iwe wototi : Bradley

Otokuti mai Bradie😅🤣😅🤣😅

17/11/2025
15/11/2025

H**e unorinzwa chero richinamata unonzwa roti Jesu rarai neni 🤔🫣

15/11/2025

Ma ex ma ex 😁muchaita mahure muchigaya kuti pamwe murikutisvotesa

15/11/2025

Good morning, good people imbosanayi kuliker mapost ayaa ndichigadzira content

15/11/2025

Uchimboswera usina kufonerwa wozofunga kuti maruva angatenge😂😆relax

13/11/2025

Munhu wako arikutekenyedzana nemunhu wake kubasa izvezvii 😁😄

13/11/2025

What makes the NYASH looks like a green pepper🤣😅😂

11/11/2025

Ndinotonamatawo ndifolloweyiwo 😊

10/11/2025

Ndianoda kubatiswa matee emumwe nhaimk ndopukuta nehembe yako🤣💔💔🤣

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Secunda?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Website

Address

Secunda