Superlife,health N wealth
Here we are dealing with natural health supplements called Stem cell 30 from SUPERLIFE WOLRD .To kno
Stc30,-This are undifferentiated cells ,which is there to replace cells,replicate,restore,rejuvenate and repair our body ,this will allow our bodies to return to its normal function ,its 100% natural with no side effects ,COME LETS HELP EACH OTHER HEALTH WISE
17/07/2023
Take one box and your health will never be the same.
Thank me later
Take one box and your health will never be the same.
Thank me later
17/07/2023
29/07/2022
*�Sei ndichikurudzira kuti vanhu mushandise stemcell STC30 uye yakanakira chii�*
�Munopa muviri simba rekurwisa zvirwere zvakawanda nguva imwechete muchishandisa product imwechet
�STC30 once munhu apora anokwanisa kumira kuitora nekuti muviri unenge wakukwanisa kuzvirapa
�STC30 inokwanisa kuchenesa ropa uye kuvhura tsinga dzeropa kuti chikafu neOxygen zvifambe zvakanaka zvoita kuti munhu asarware ne stroke, BP kana asthma uye sugar nezvimwewo
�MaStemCells anobvisa macells emumuviri akafa oita replace zvoita kuti muviri uve ne simba uye urapike nekukurumidza
*zvinenge zvakasiyana nekutenga 10mishonga for 10 zvirwere zvakasiyana*
�STC30 haina _overdose_ nekuti ma plant nutrients packaged in 1 satchet...*They are natural food supplements*
�Inoshandiswa nemunhu wese kunyange usiri kunzwa kurwara.
App/ call on 0782816773
04/05/2022
16/12/2021
*SEI STC30 ICHIRAPA ZVIRWERE ZVESE ZVICHIPORA NGUVA DZESE* ✅✅✅✅✅✅
🍏🍏🍏🍏🍏🍏🍏🍏
*VERENGAI MUNZWISISE*
Munhu anogadzirwa nemaCells saka pese panorwara munhu, macells ndiwo anenge akuvara kana kuti asingaite basa rawo.
STC30 inoshanda nekugadzira macells emuviri kusvika Ava kuita basa rawo ndiko kupora kwemunhu.
STC30 doesn't target one's disease it targets the cells because whenever a person is sick this means the cells have been affected. This product knows that it needs to deal with cells not the sickness.
🍒🍒🍒🍒🍒🍒🍒🍒
Let's take, for example, a person has arthritis; this means the cells that provide the synovial fluid have been damaged. STC30 helps your body fix those cells🌱🌱🌱🌱🌱🌱 hence we have a healthy person because the cells have been replaced, repaired, rejuvenated.
STC30 just gives total care to the whole body by just addressing problems at cellular level_
18/10/2021
0782816773
🍇🍊🍎🍒
Since 2017 *stc30* yaita mukurumbira wekubatsira muviri yevanhu kureverser matambudziko eutano anotevera achikonzereswa nekurasikirwa kwere macells emuviri nekuda kwechikafu chamazuvano chine maartificial ingredients uye zera.Matambudziko aya anoti👇🏼👇🏼
-gout
-arthritis
-kutemwa nemusoro usingapere
-kuteera kusingapere
-nyon'o
-cervical problems
-er****on problems and sterile
-mazino
-rutara -short sight
-kurwadziwa matiwi-side pains
-skin disease
-kubuda musana -piles
-kusaita weti-bladder stones.prostate.urinary infection
-mapundu.rash
-zvisasa .ring worm
-kuoma mutezo.stroke.numb.stiffness
-kushaya hope .insomnia
-kuita nyaviri.allergies
-jeko .period pain
-herps
-zvirwere zvepabonde. STIs
-zvirwere zvemoyo
-chirwere cheshuga
- chirwere chechibereko. cervical cancer
-maronda mudumbu.ulcers
-madzvausiku. Blisters
-kuzvimba panhengo.Hernia
-kuvaviva .intchness
-kuburitsa makonye mudumbu
- kumisa manyoka
-kufufutirwa- gases
-kurwadza kwemudumbu-stomach disorders
-vana vasinganyatsogona kufamba.children wth difficulties in walking.
-kubuda rute.Allegies
-kubvisa furo muchipfuva
-makumbo anozvimba nekurwadza
-warts.
- kubata nhumbu ichibva.miscarage
-kurasa ruziwo.loss of memory
-kuzarirwa .high fever
-kusaita tsvina.consipation
-kurwadza kweitsvo.kidney disorder
-dzungu .dizzness
-maronda nekuzvimba pahuro.tonsils
-mamota. boils
-mahutwe.nose bleeding
-kurwadza pahuro .thrash
-munhikwi.heart short
-chinzvimbo.appendix
-asthma
-chipfuwa-chest problem
-chikosoro .dry cough
-kubvisa mvura muitsvo.cyst detox
-lamp
-tumor
-kurwadza kwenzeve
-kubvisa nzanga muziso.
-rurindi rwmhuri .fibroids...and many-arthritis
-kutemwa nemusoro usingapere
-kuteera kusingapere
-nyon'o
-cervical problems
-er****on problems and sterile
mazino
-rutara -short sight
-kurwadziwa matiwi-side pains
-skin disease
-kubuda musana -piles
-kusaita weti-bladder stones.prostate.urinary infection
-mapundu.rash
-zvisasa .ring worm
-kuoma mutezo.stroke.numb.stiffness
-kushaya hope .insomnia
10/10/2021
*KNOW ABOUT CERVICAL CANCER*
Good sunday morning you all.
*NHUTA/CANCER YEMU CHIBEREKO*
Cancer yechibereko ino tanga pamuromo wechibereko panonzi (cervix) muchirungu. So kana yatozopinda muchibereko inenge yatotangira pamuromo. Saka tichiti mukadzi wese ngaanotariswa muromo wechibereko.
*Ndirikuda kukudzidzisai matangiro ainoita uye ndinoda kuti munzwisise mafambiro azvo.*
Right, cancer yemuromo wechibereko ino tanga iri chirwere chepabonde kureva kuti hapana anozvarwa nayo. Inotobva pa virus inonzi *Human Papilloma virus(HPV).* Virus iyi ndiyo zve inokonzera mhopo kunhengo dzakavanzika anonzi ma Ge***al Warts. Vamwe vakadzi vanotoenda ku clinic vachiti ndine masari kureva ma ge***al warts iwayo. Ma ge***al Warts anoita panhengo, paburi, kana kunobuda tsvina uko.
Back to nyaya ye cancer.
Zvinoitika ndezve kuti mukadzi akasangana ne murume pabonde ane (HPV) human papilloma virus, anoisiya virus iye pamuromo wechibereko. Nekuda kwekuti muromo wechibereko unodziya uye pakanyorovera. Virus iye inokandira mazai ayo ipapo. Mazai aye anogara pamuromo wechibereko achikura mbichana mbichana anogona kutora kana 1 year kana ku tosvika 10 years achingokura ozotsotsonya. Kana atsotsonya ndoyava cancer.
So kana tichiti mukadzi aiitwe VIAC tinenge tichitarisa kuti hamuna here mazai anokonzera cancer. Nekuti mazai aya hapana anoziva kuti uchagara nguva yakaita sei asati achochonya kuita cancer. So PAVIAC tirikutsvaga kuti mazai aya aripo here pamuromo wechibereko. Kana aripo ndipo pavanoparadzwa kuti afe or kudestroyiwa kuti afe saka haazochochonyi nekuti anenge aparadzwa. Anodestroyewa ne inonzi
CRYOTHERAPY kana kuti LEEP. zvichienderana kuti akawanda sei. Uye aka cover nzvimbo yakadii yemuromo wechibereko.
Izvezvi ndicha explainer chinokonzera kuti mazai aye akurumbidze kuchochonya kana kuti chinoita kuti mukana we kuita cancer uwande.
1️⃣ *HIV POSITIVE*, kana mukadzi ari HIV positive ma chances ekuita cancer akanyanya Nekuda kwekuti masoja emuviri akamborwiswa neHIV
28/09/2021
*1. Detox benefit: Increased energy levels*
Sluggishness, lack of energy or fatigue are symptoms of the body’s inability to process, absorb and utilise nutrients from food. When toxins have accumulated in the body, it can lead to a reduction in cellular energy. A good detoxification programme which includes adequate nutrition in the diet can help jump-start efficient digestion aside from boosting energy production at the cellular level. This period of cleansing helps restore vitality and energy so you should feel lighter and more alive.
*2. Detox benefit: Improves mental clarity*
The brain-gut connection means that any time there is something amiss in the gut, the brain is affected. A high toxin load impairs the brain’s ability to quickly process information thereby leading to brain fog. The energy boost emanating from a period of detoxification rewards the brain with improved focus and mental clarity. Neurological benefits are one of the most common results achieved by a full body detox. Different toxins are fat-soluble, so their adverse effects on the brain can be immediately felt – primarily because the brain has one of the largest aggregations of fat in the body. This is why a well-planned full body cleanse should clear the way for neurological benefits.
*3. Detox benefit: Supports liver function*
The liver is one of the primary detoxification organs that tirelessly works to eliminate harmful substances from the body. However, the liver can also benefit from a detox/ cleanse as it essentially gets to take a ‘break’ from working overtime. A detox helps to restore liver health so that this vital organ can efficiently perform vital metabolic and detoxification processes.
*4. Detox benefit: Strengthens the immune system*
Toxin accumulation affects all bodily processes, including those of the immune and lymphatic system. Lower immunity means a higher susceptibility to infections and disease. Poor immune health is a sign that a full body cleanse is necessary.
20/09/2021
*WHAT IS SUPERLIFE STC30 & HOW DOES IT WORK ?*
It is a plant based stem cell product produced by Mibelle Group in Switzerland and being marketed & distributed by SuperLife World Company, in Malaysia.
*SuperLife STC30 is made up of:*
* #1.* Swiss Apple (Uttwiler spatlauber) )
* #2.* Grapes (vitis vinifera)
* #3.* Glisodin (cantaloupe extract)
* #4.* Glusodin (gliadin
* #5.* Blackcurrant juice powder
* #6.* Bilberry extract
*HOW DOES SUPERLIFE STC30 WORK??*
The Stem Cells in your body are unspecialized cells with the ability to transform into any one of the 220 plus cells of the human body. It has the capacity to rebuild any blood cells, tissues or organs in the body to its normal function.
There is a very high demand for SuperLife STC30 because of its dynamic way of metabolism and operations in the body, unlike other alternative health solutions.
The science behind the working of STC30 is that as a *StemCell Activator,* it can take any form of the 220 plus cells in the body, blood vessels, tissues, organs in your body and rebuild them to its normal functions.
* #1. IT DETOXIFIES THE BODY:*
The first assignment of STC30 in your body is Detoxification which includes but no limited to flushing out accumulated bad blood, water and other soluble and insoluble toxins from the body. That is why we advise to drink plenty of water while using STC30, at least 2 Liters of water.
* #2. IT REJUVENATES THE BODY:*
It gives you a new lease of life, a new strength, a new vigor. Your Youthfulness is restored. You become energetic again. There are so many complementary reports from all our clients worldwide looking younger than they were before and with a sudden boost of strength/energy, vigor & agility.
* #3. REGENERATES & REPAIRS DAMAGED CELLS, TISSUE OR ORGANS OF THE BODY:*
By activating the Stem Cells in your body, these Stem Cells receive signals from the brain and goes to repair every damaged Blood Cells/Vessels, Tissues or Organs of the body wherever such is found. 0792816773
20/04/2021
*Zvinobvunzwa pamusoro pe STC30*
*1 Chii chinonzi stem cells*
Stem cell ndiamai vema cells emumuviri medu. Anogona kuchinja kuita ma cells e pfungwa,ganda,bvudzi,kidney zvichienda zvakadaro. Haana basa rakaringana nawo kunze kwekuchinja achiita ma cells anenge achidikanwa mumuviri,achitsiva ma cells anenge afa,asishande kana kuti anenge ava mashoma.
Munogona kuenda pa website iri pazasi kuti muwane imwe information
www.superlifeworld.com
*2 STC30 yakadzirwa nei?*
Ma stem cells ema plants akasiyana siyana ndiwo akashandiswa kugadzira STC30. Michero iyi ndoinotevera
1. Swiss Apple
2. Bilberry
3. Glisodin(gliadin)
4. Glisodin(cantaloupe)
5. Grapes
6. Blackcurrant juice
*3 inogadzirwa kupi STC30 uye nani?*
Stc30 inogadzirwa ku Switzerland neinonzi Mibelle Biochemistry yakabatana ne Superlife.
*4 Superlife chii?*
Superlife i kambani iri ku Malaysia inogadzira zvigadzirwa zvinobatsira hutano hwevanhu and chigadzirwa chikuru chiri STC30, zvimwe ndozvinoti, SNC(Super Neuron Care), SIC(Super Immune Care) ne SCC15(Super Colon Care).
*5 STC30 inorapa HIV/AIDS here?*
Nhamba yevanhu vapupura kuti chirwere ichi chapera mushure mekunge vatora stc30 idiki sezvinei hatingati inorapa asi inowedzera masoja anorwisa zvirwere mumuviri(CD4 count). Uyezve munhu anoramba achitora ma ARV ake achitora stc30 zvekare,hazvina dambudziko.
*6 zvinotora nguva yakareba sei kuti munhu aone shanduko kana atora stc30?*
Miviri yedu yakasiyana saka nguva yekuona shanduko inosiyana zvakare. Mumwe anogona kuona shanduko nema sachet matatu mumwe ma sachet gumi mumwe ma sachet gumi neshanu. Asi isu tinoti munhu ngaatore ma sachet makumi matatu(30) toona kuti muviri wenyu unodairana sei ne stc30. Kana mukapora ne 30 ma sachet munobva masiya asi zvikasanyoita munogona kuwedzera mamwe ma sachet.
*7 kana ndapora ndinofanira kuramba ndichinwa stc30 here?*
Aiwa,kana mapora matopora zvachose hamurambe muchitora zvehupenyu hwese.
+263782816773
Free delivery around Zimbabwe
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Address
Harare
