Mama Tilder Moyo

Mama Tilder  Moyo

Share

Tiri pano kubatsirai vazukuru zvirikunetsa muhupenyu nemazano.

13/05/2026

It's even cheaper to document them

12/05/2026

All Drivers gather here 😭😭

11/05/2026

Zvadhakwa paDurban China rikuvava riri mu van ye police😭

10/05/2026

Vanhu vakatsamwa ku Durban uku 😒😭

09/05/2026

Good news but mari vaingobvisa wani maforena acho😒

08/05/2026

Sadza haridi soπŸ˜…πŸ€£

Sekuru makadii ndiri muCape town nhasi ndati ndibikire mumwe wangu auya ku sleep over over.Ndanatsotora nguva yangu munhu kutoti zvinoitwa nemahure izvi apa unobata bata sadza randichadya kuumba so sadza racho.Kuti adye anoita reku Bhovhora sadza racho sekuru varume ve kuZim vane chisascum so ndagumbuka sekuru apa munhu anouya ne ma beer chete maoko kukwira kwacho havagone.Tsiurai varume sekuru.

06/05/2026

When the teacher brings his child to the school 😩

05/05/2026

Itai smart mudzimba umu 😒😒

Sekuru zviri normal here mukadzi wangu madyiro anoita kunge nguruve.Anoda take away everyday mufunge rice ma veg nenyama haadi kubika and anodya osiya omuka kuma 2am wakarara unohwa munhu achiridza mukanwa apedza haageze maone gumbeze rese rinosara richinhuwa Raja curry.Apa anenge akuda bonde okubata horo nemaoko ane curry sekuru ndakasvuuka so musoro wese uyu kuvava.Ndizvo zvinotwa ne madzimai ane nhumbu here kunze uku.Ndine 26 iye ane 23 help me .

05/05/2026

Where are the supporters of march and march?

04/05/2026

Dzokai kumba vazukuru

02/05/2026

No no πŸ™„πŸ™„

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Address

134 Julias Nyerere Way
Harare
00000

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00