Phytomed with Ntae
I'm a distributor of Phytomed Herbal Products. These products are 100% effective & medically proven.
"Celebrate the season with calm, controlled blood pressure. Your health matters
28/11/2025
Stay merry, stay steady β keep your blood pressure balanced this festive season
10/11/2025
Kana munhu ane BP (High Blood Pressure) achinzwa sekunge ari kunyura mukati (feeling like drowning from inside), zvinoratidza kuti ropa riri kushanda zvisina kumira musystem yemwoyo nemapapu
---
π Whatβs Really Happening
When blood pressure is too high for a long time, it causes:
1. Heart strain (mwoyo kuneta)
BP inomanikidza mwoyo kushanda nesimba kuti upompe ropa.
Kana mwoyo wakaneta, ropa rinotanga kumira kana kuungana mumapapu (lungs).
Izvi zvinoita munhu anzwe sekunge anonyura kana kufemera mumvura β βdrowning from inside.β
2. Fluid buildup in the lungs (Pulmonary Congestion / Heart Failure)
Ropa rinonetseka kudzoka kubva mumapapu richidzokera kumoyo.
Ropa nefluid zvino zvinoungana mumapapu, zvichikonzera kunetseka kufema, kukosora, kana kunzwa sekunge uri kunyura mukati.
3. Shortness of breath at rest or at night
Zviratidzo izvi zvinowanzoitika husiku kana munhu akarara pasi β mwoyo unotadza kukwevera ropa zvakanaka, zvinoita sekunge uri βkufemera mumvura.β
β οΈ Zviratidzo Zvinoratidza Dambudziko Rekuti Mwoyo Unenge Wakuneta
Kuoma kufema kana kurara pasi
Kunzwa mwoyo uchirova nekukurumidza
Kuzvimba makumbo kana zvigunwe
Kupererwa nesimba
Kukosora kana mucus ine mvura
Kunzwa sekunge uri kunyura kana kufemera mukati
**Phytomed Khoisan natural herbs* a powerful health food supplement that can be a solution to all your Health problems * πΏπΏπΏβοΈπ
When several tests have been done and your doctor is failing to come up with a diagnosis and you remain ill.
*TRY Phytomed Khoisan natural herbs*πΏπΏππππ
When you have tried modern medicines and there is no change.
*Try Phytomed Khoisan natural herbs*
πΏπβοΈβοΈππππ
When you seem to be spending more money on diagnostic tests and procedures than on treatment
*Try Phytomed Khoisan natural herbs*
βοΈπΏπππππ
Don't let the hospital be your second home and no more worry about medical bills.
*Try Phytomed Khoisan natural herbs*
πΏβοΈπππππ
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Harare

04/11/2025