Sarah Jack
food, lifestyle
According to Zim culture Lolo was mukadzi waThomas nekuti vakambogara vese vachiitana🤭so both of them are going for their second marriage ???
Ayiwa Lolo ndewa 2000 haana 32 years v11 rabuda. Saka y vanhu vachiramba kuti mwana mudiki Nhai 🤦🏽♀️🤦🏽♀️ ingawani haana big body
Lolo ati Ivirgin then Thomas akuti we stayed together and we were intimate toziva zvipi manje 🤦🏽♀️🤦🏽♀️ regai tibve pazvinhu zvevanhu😂😂. Dai angosiyana nazvo zvekuva virgin chikuru kudiwa nekuwana anokurora uri zvauri🙆🏽♀️
Haa MaSophia bodo🤭🤭😂😂🙌🏼🙌🏼receipe ye chicken n sadza ma1 😂😂🤭🤭
07/07/2026
Beautiful congratulations Blessing❤️❤️❤️👌🏼👌🏼
06/07/2026
Olinda vs Ndoyisile🙆🏽♀️🙆🏽♀️🤭
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Birmingham
