Lettie tsvana Mama Nki

Lettie tsvana Mama Nki

Share

No hate speech no discrimination no body shaming here

03/07/2024

Ndirikutsvakawo murume anoda kuroora muno ,kana Paine ari free ngaauye mangwana tichate

01/07/2024

Kubva nhasi ndikangakanda joke chete.... ukangoseka uriπŸ‘¨ takutodanana handingaite basa rekufadza vadiwa vevanhu ini πŸƒβ€β™€οΈ
Ndatenda

01/07/2024

Grab new followers here Virginia Jinja everyone Everyone

30/06/2024

*Nhaimi zvimwe ndiri kusanganisa zvinhu pano, asi ma kambozvionawo here kuti kubva zvakanyarara mukurumbira we circumcision kana makanyanisi haachawanikwi zvekumanya, kungobvunzawo plz* πŸ₯ΉπŸ₯Ή

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸƒβ€β™‚οΈπŸƒβ€β™‚οΈπŸƒβ€β™‚οΈπŸƒβ€β™‚οΈπŸƒβ€β™‚οΈπŸƒβ€β™‚οΈπŸƒβ€β™‚οΈ haaaa zvakaoma hazvo πŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆ

Ndanyepawo hereπŸ€·πŸ»β€β™‚οΈ

whatsapp.com

30/06/2024

Nemaomero akaita nyika shuwa ndoopaunoona umwe munhu achikumitisa usina kana chawambomutadzira

30/06/2024

Iyezvino ndikangonzwa munhu anoti anondida ndinomusungisa chete😏😏😏😏😏😏

17/06/2024

Goodmorning let's grow and support one another Lettie tsvana Mama Nki Masigede2

14/06/2024

Morning everyone i am happy to be back let's grow and support each other

05/06/2024

We can beautify your building get in touch with us

29/05/2024

Muchiri kutoti age is just a number kuChitungwiza vaakutoti cousins is just a word

28/05/2024

Ndarota murume wefriend ari mombe ini ndiri huswa ,
Zvinorevei nhai veduwee because ndazopepuka ndichingori huswa ndisati ndadyiwa

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


263 Basil February Saldanha
Cape Town
7395