Sukuru Nzou
Hallo people tiri pano kufara nekubatsirana kwete kutukana.
Somizi and Jacinta 😭
Zvakaoma zviri mu Cape town hembe dzese dzaraswa kunEpping kwaichengetwa maZimba vachimirira kutakurwa nema bus emahara.
Sekuru Nzou makadii henyu ndiri mudzimai ane 30 nevana 3 murume ane 34 tiri mu Cape town.Murume ano driver Uber ini ndaishanda kuma kitchen basa rakapera nekuda kwemapepa.Sekuru murume akati ndiiende kumba nema bus ema hara akanditakura nevana kunondisiya pa gate reku Epping.Sekuru ndakarwadziwa mufunge mabag edu akanzi asare anotevera ne truck hakuna chakauya zvinhu zvese zvakasara zvakaraswa.Kutaura kuno ndiri mu Beitbridge pa rank ne vana tane 3 days tiripo tinodawo kubatsirwa mari ye transport kuenda kumusha kwaChiota handina kana cent nevana.Apa murume akugara nemunwe mukadzi mu Xhosa
Ziyakhala Malema say if they finish fight!ng with foreign they are fighting themself😭
06/07/2026
Sekuru makadii mukadzi wangu atiza kumusha tiri ku Masvingo aisa msge achiti aku Mesina kudzokera Cape town.Ndamuti why akati akunogara ne frnd yake achitsvaga basa apa asiya mwana ane 1yr sekuru.Tanga tine 3 weeks tabva ku Cape town basa rangu rakapera iye aiita zvekuruka misoro yevanhu aripamba.Ndoita sei sekuru ane 26 am 28
06/07/2026
Sekuru regai nditange nekuchema hangu. GUYS mwana akanyora nyora passport yangu .so ndobva ndaenda kuborder ..vesouthafrica side vakangonditi why ndikati mwana akandikanganisira ..Ndichisvika kwedu kwasadza ndikanzi hatidhindi passport yakadai why makaita izvi ndikati mwana .. Zvikanzi munogona kuverenga chirudzii ndikati chishona ..Zvikanzi verengai kupage rekupedzisira muone kuti mutemo unotii ..Zvikanzi tinobvumigwa kukutorerai passport yenyu nekuda kwekuti munoibata nehuchapa ..I property yehurumende ..saka ndakatogwa ndikaiswa mukaoffice nemurume aindigandira zvikanzi
budai cold rink kuti tingokuitirawo favor mudzokere kujoni so ndakabuda R100 .. Manje ndodawo kubvunza kuti varipowo here vakambosangana nazvo ..uye zvinopera sei because vakanditi enda undotora imwe .. Mazuva angu apera and page rinofanira kudhindwa ndirori ..Ndingazvifambisawo sei vehama . Zviri pamutemowo here kana kuti vanofanira kungo jump page racho voenda pane rinotevera ..Ndiri kuchema baba
Jacinta
Say Phakela is a small boy from me, am the only one start this March and March now him and Ngizwe run to Ramaphosa wait and see 🙄🙄
Sekuru makadini henyu. Ndapota sekuru ndibatsireiwo purizi ndasara padiki kurasika njere handichaziva Kuti ndodii,ndakatumira mukoma vangu nezvinhu zvangu 2023 Aug ndaifanira kuenda Dec ASI nenhamo yemari ndakatadza nokuti ndinevana vandaibhadharira zvikwereti kuchikoro.Kubvunza December wegore rapera ndakatobvunza maiguru Kuti zviriko here zvinhu vakati hongu.kushamiswa Zuro ndoti ndaakuda kudzoka vaakunditi regai timbounganidza zvinhu zvenyu,kutaura Kuno ndirikuchaya mudumbu ndipo pese pandandakatarisirawo Joni zvaraoma kudai.Ndandoti ndonozorora apa ndine injury pagumbo yakamuka gore rapera nokushanda basa rokutenderera ndichitengesa kwenguva refu ndavekutokamhina.Paiva nemidziyo nemachira zvingasvika nearly 20 000 kuzviverenga zvandisinawo kumboshandisa😭😭 chokwadi ndabaiwa sekuru.Ndirikuchema March uno imba yandaigara yakatsva Kuno Joni ndikarasikirwa nemidziyo iye zvino ndirere Pasi pamatiles nemwana tisina machira anokwana.Ndandoti ndinoforera mabhazi nevamwe ASI ndochiti ndoendepiko nemaoko oga kuvana vemakore vasingandioni. chokwadi ndinopona here Ini sekuru zvandakaisira Simba zvatsakatiswa hanzi takazviisa mugaraji chokwadi zviriko here zvekuisa firiji yegas deep yakazara machira aya anodhura neshangu ne4 plate nematank andaida kuitisa business.Kudai vakandiudza havo ndaiona Zano kunyarara havo ndangandarongawo semunhukadzi Ari ega aneshungu dzehupenyu hwakambovhiringwa nemba yaive ichirwadza ndikafamba ndichinonga maplastic Mwana Ari kumusana.Ndirikufamba ndichichema sekuru ndodiniko ndapererwa Ini ndochidiniwo patariro yangu vapadai ndaiti ndinotangawo business ndichengete mhuri handichaziva kuona Vana Vana vangu vasikana sekuru ndirikufa nechando ASI machira akatungamira ndaiziveiko hangu Kuti Hondo haisi yokudzingwa muno chete ,kune yanguwo ndega pamusoro.Ndirikufamba ndichichema chero mukombi misodzi haisikumira.kune vangada kuona kana kutaura number idzi I watsap +27788405850
Munofara hre sekuru, ndauyawo ndkumbirawo help sekuru ndogara mucape town ndoona muchibatsira vanhu vakawanda ndokumbirawo kubatsirwa kutsvaga munhu weku share naye imba nezuro pandakabva kubasa ndakawana murume arongedza zvinhu zvake aenda ndine mwana vangu 1 ane 4 years.Rent R2000 zesa ne wifi ipapo pari safe zvisingaite pliz sekuru ndibatsireiwo
05/07/2026
Sekuru ndasvika ku sleep over ndikawana imba hamusisina munhu,kufonera munhu wangu akuti akarambirwa rent saka akugara ne frnd yake apa ndakamupa mari yerent R300 sekuru ndarwadziwa ndatodzokera kubasa hangu
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Cape Town
����
