Asme Neltor Sabanda Munangi

Asme Neltor Sabanda Munangi

Share

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Asme Neltor Sabanda Munangi, Health/Beauty, Capetown wellington, Cape Town.

04/04/2026

Love at first sight king of heart

05/03/2026
03/02/2026

Wadiuca mudiua wangu SAMANYANGA
Ndiri kunyora mashoko aya ndakazvininipisa,
nemoyo unorwvadza uye uzere nekuzvidemba e
Ndakakukanganisa zνikuru, uye handina
chikonzero chekuzvidzivirira.
Zvandakaita zvaite kukanganisa kukuru,
uyendinotakuramhosvayachomazUva
Kunyange ndakadatukaida rugare rwemoyo,
chokwadi ndechekuti ndinodaka zvakadzama,
uye rudo rwangu kwauri haruna kumbovira
nwachininja $
Ndine hurombo nezvandandakuitira,
uyendinokumbiraruregereronenoyowese
Kana ukandiregerera, ndichazviratidza
nezvito kwete nemazvichete
Ndichamira nemoyo wakazvininipisa,
nekuti iwe wakakosha kwandiri kupfuira zvese
wako wuepamoyo

03/02/2026

Hupenyu Inhava Yebenzi
Hupenyu inhava yebenzi,
Inotakura zvakawanda isina kumbunyunyuta.fe Inotakura misodzi yakavanzwa,
Kurwadziwa kunomnyemwererwa, Nemitoro isingaonekwi nemaziso evanhu,
Vanhu vanoseka benzi,
Vachifunge kuti harina nijere, Asi havazivi kuti ndirwo runotakura e Zvinorema zvavakaramiba kutakura.eE Runotakura vamwe vachifamba vakasumunguka.
Ichava iyi inofamba ichidonha,A Ichisimuka zkakare isina anorumbidza 2
Kana yawira pasi, vanoseka, Asi kana yasvika kwainoenda, Hapana anoti "waita basa."
Hupenyu hunodzidzisa neckurwadza. Hunovaka moyo kuburikidza nemiedzo.L Mumnhui anenge benzi nhasi, Mangwana ave murwi ane simba, A Nekuti kutakura wvakawanda kunosimbisa mweya.
Hupenyu inhava yebenzi,€Asi inhava iyi inoramba ichifamba. Nekuti inoziva kuti rigmwe zuiva, Mutoro uchaburitswa. Uye mubaiyro uchauya nenguva yaMwari.

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Culinary Team

Attire

Website

Address


Capetown Wellington
Cape Town