Amity Perfumes

Amity Perfumes

Share

Our perfumes are of fine quality and well known for lasting for 48 hours or more. Join me and experi

02/08/2025
30/07/2025

Mukomana uyu anonzi Tapiwa Muzonikwa ane makore 13 aipinda Grade 7 uye Church yaanopinda iZCC yekwaMutendi.Anoti iye aigara kuBhomba na Step Mother vake vakamusiya Ari ega pamba last week vakamuudza kuti chiona kuti woita sei ini ndoenda kumusha kwangu kuNyajena Baba vake vakainda kuSouth Africa last year muna December.Zita raBaba vake rekuberekwa haarizivi asi Surname ndi Muzonikwa.Mwana uyu akanungwa ku Sec 6 achingofamba naKeriads Chikiri anoshanda paSec 6 Triangle Phone Number 0777066075 . Report yakaenda kuMapurisa.Kana pane vanoziva hama dzake dzekwaMuzonikwa kuMasvingo uyai mutore Mwana .Anoti vana Sekuru vake Baba vaBaba vakatamira kwaChilonga.
Mai vekubereka haavazivi uye kwavakaenda haakuzivi.KuNyajena pakaenda Step Mother haakuzivi.Vakasiya mumba musina kana chekubata akabva atanga kufamba nesango.
POST kune amwe magrp chero ekuSA tibatsirewo mwana

27/05/2025

hie guys u can join and start working at your side hustle if you push really hard what l like about business u can earn more than salary that your boss give u every month joining is for free what's up me on this number or call me on 0612517634

04/05/2025

Murusei hama ne shamwari ndikafunga life yatairarama tichikura takakura tisina chati acho but life was so fine and everything was good just thinking about life of this day takubhadhara Zuva nezuva ukaita sola u pay

Photos from Amity Perfumes's post 23/04/2025

Chiremba ndiripo batsirikai lm here vanoda vana vane cancer vanorwadziwa nemakumbo munotopora vane sugar etc ndibatei

Photos from Amity Perfumes's post 23/04/2025
27/02/2025

Joining amity is free unotanga neyaunayo iyoyo if you are interested about doing business in

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Johannesburg?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Johannesburg