Real life real.Stories
Sharing our life style , challenges, engaging with other people
13/07/2026
Good people ngatibveyi kumaLocation nekutibtaoneswa nhamo veduwee zuro takanzi itayi macopy nePassport kune face nekune madays tapedza kwakubvunswa work Permit veduwee zvakaoma Hazvo Good morning
13/07/2026
Good morning family, happy new week and a new day, let us continue to strive for financial stability.
Kurarama in fear shuwa Mhomho yese irikufamba door to door,vachidzinga vanhu,maLarndlord varikutanga vagamuchira rent yako vapedza vokudzinga,inopera riiniko Hondo iyo kana chikafu hachipinde ndatodzikira nekufunga kuti toguma Seiko apa Ndine mwana
# # situation in Polokwane Seshego the today
12/07/2026
Murume aka Shanda chero 20 years mukadzi achishanda aiwa zviri zvese manake , murume Basa ropera mukadzi otanga kuyenda kubasa munga ngove nepeace mumarriage maybe for 2 to 3 months , After mukadzi anenge akutaurisa hee ndini ndobhadhara mabill murume hashande ,zvese ndini ndomuitira ,nechihure chobva chatanga , vakadzi tokanganwa ko kumashure uko murume paishanda achiita zvese akange asinga taurise wani vakadzi miswai idayi varume venyu mukuwana nemukushaya
Maswera seyi vakasununguka handeyi titeverane vanenyeredzi ndipeyiwo ndozokupayiwo zvanhasi
12/07/2026
Coming live @ 1pm / 13 hours please support me it's my first time good afternoon
12/07/2026
Ladies let's try by almeans to leave the marriage if you feel the guy is not making you happy than to cheat on him ,womuhurira kusvika pakuita vana nechikomba iye aripo ladies sometimes we push these man to a point where he has no choice than to kill you ,uyewo vaye vakadzi vanogara vachirohwa nevarume please budayi muwanano yakadaro magumo anokuuraya ,zvekurova mukadzi it's old fashioned mukore uno hazviko asi you choose kushingirira ,kudhindwa every day ,varume siyai hunhu hwekufung kuti,kuhura it's fashion noo mhani murikurwadzisa vakadzi venyu kana yave pay back time mozviuraya futi kana kuuraya mukadzi
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
13078 Greenside
Polokwane
0699
