Matare na gogo ashumba

Matare na gogo ashumba

Share

All problems MATARE ZVESE ZVINOKUNETSA CONTACT +263789812995

+27623565030

Lazie Jnr Chihwa Fambai nemvura 05/07/2025

https://youtu.be/5t1MBnTyMz4?si=0ZpPf38l-uxMHX7x

Nhero yemhanjuzu iyo Fambai nemvura by lazie Jnr chihwa

Lazie Jnr Chihwa Fambai nemvura

30/09/2024

Dare rekusunungura zvakasungwa ne muvengi mugarwi changamuka

30/09/2024

Natural herbs available in Pretoria Sunnyside

29/09/2024

NHASI NDINODA KUMBO PATSANURA NHAU IRIPAMUGARWI PWERE ZHINJI DZIRIKUVHIRINGIKA NEKUDA KWEKUSHAYA ZIVO
VAZUKURU MUGARWI NE N'ANGA ZVINHU IZVI ZVAKATOSIYANA MASHANDIRE AZVO UYE NEMA MISSION ACHO AKATOSIYANA
MUGARWI uyu munhu akatumwa Se nhume yekwa mwari kuvhumbamira kusunungura vese vanotambudzwa nemweya wevakaipa kureva Kuti mugarwi haaite matare ekusunga zvipo hongu angaite protection yekuti muvengi wako akapotsera Hondo inorovera yodzokera N'ANGA basa rayo kusungazvipo zveumwe nekuita hutsinye vakawanda makasungwa zvipo nemasahwira amunoendera muchida rubatsiro
N'ANGA munhu anoziva makona haatomboone dambudziko rako ASI ukamuendera ukamuudza dambudziko rako anokupa gwenzi rino enderana nezvauda ASI haripere N'ANGA nemuroyi chinhu one kureva haatombonzwanani nemugarwi nekuti mabasa avo akasiyana saka havatoonani sezvinoita musikavanhu Na satani munoziva here Kuti Paya pamunoedzwa satan anototanga ataura namwari votomutendera nekuti vanenge vachitovimba NEWE Kuti chero akakuedza sei haabudirire asi vazhinji munozosvika pakukurirwa henyu nekuda kwekusasimba zvazvinoita vazukuru musagadzirwe chivanhu ku N'ANGA kwete munopedzesera marombeswa muchinzi takukusimbisai wopihwa gwenzi rinoti uya muvengi paanouya umukurire zvinozopedzesera zvakutambudza vapenyu vasina mhaka mugarwi uri musoja anonoti kana aripabasa anotoziva Kuti ndakavinga Hondo Hakuna kutadza kwawaita kana ukauraya munhu auya kuzokurwisa kana Davi chaiye akapihwa masimba o kurwisa goriati namwari nhau yangu muzukuru Ziva mission yawakaunzirwa pano pasi regedza kunyadzisa mwari nevadzimu vako wakurirwa uye siyai kufambira dzimwe pwere ku N'ANGA muchisunga zvipo iwe urimugarwi ndihwo huroyi ihwohwo imi masahwira haikona kusunga zvipo zvepwere Itai zvamakatumwa kusunungura pwere get my videos to page and my YouTube mubatsirike pasina muripo NDATENDA

27/08/2024

ZVANZA MUDARE RINO 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻

NHASI NDINODA KUMBOPATSANURA ZVINHU ZVINONETSA PWERE DZAKAWANDA PANHAU YEMATARE

KUNE MWERE DZINOGARO VHUNZA KUTI NHAYI CHIPFUGAMO NECHIVANHU ZVINODYIDZANA HERE UYE SEI

CHOKUTANGA CHIVANHU ITSIKA HUNHU NEMAGARIRE ATINOITA PARUDZI RWEDU UKANZI UNOITA CHIVANHU KUREVA KUTI URIKUTEVERA MATSIMBA AMADZITATEGURU KUREVA KUTI UNOUDZA MUSIKI KUBURIKIDZA NEDZINZA RAKO ASIKA HAPANO KUNE VAYA VANOTI CHIPFUGAMO HACHIENDERANI NECHIVANHU CHINZWAIKA NHAI VANA VAMUTEMA CHIPFUGAMO PACHIRUNGU I CHRUCH KUREVA KWAUNOGONA KUNGE UCHINAMATIRA ASI MWARI WATINONAMATA NDEUMWE CHETE CHAKAKOSHA KUREMEKEDZA HUNHU MUNOMBOZIVA HERE KUTI PANE NGUVA YAUNOGONA KANA KUSUMA ZVINHU ZVAKAOMA ZVOTOWEDZERA KUOMA SEI ZVICHIDARO MHEPO DZAUNOUDZA KUTI DZIKUSVITSIRE KUNA MWARI DZIMWENI DZENGUVA VANENGE VAKATOSUNGWA OR KUVHARIRWA VANOZVINZWA ASI HAVAKWANISE KUSIMUKA NEKUTI MUVENGI AKAONA KUTI UNESIMBA RAKAWANDISA PAKURWISWA ANOENDA KU N'ANGA CHOKUTANGA CHAANOITA KUSUNGA MUSUMO WAKO KUTI USASVIKE KUNEVANOSIKUSVITSIRA KANA KUKUKWIDIBIRA MUGARI ZVAUNOTAURA NEMHEPO DZAKO ZVISAENDA KURE THEN ZVADARO IWE NDOPAWAKUFANIRA KUTONYENGETERA STRAIGHT KUNA MUSIKI PAVANOCHEUKA VANOONA AYIZVE KO MWANA UYU INGA NDIYE ANOMBOSISVITSIRWA NHUNHA DZAKE NEMATATEGUR AKE WANI NHASI VARIKUPI NDIPO VANOONA VAKASUNGWA MBIRA DZAKONDO HAVASI KUKWANISA KURWIRA HOMWE YAVO IPAPO MWARI NDOPAVANOTUMA MOTO KUNODAMBURA CHENI DZIYA DZAKASUNGA MHEPO YAKO YAKUCHISUMUKA YAKUDHANDARADZA MUVENGI SAKA NHAU YANGU IRIPAKUTI VAZUKURU PAYA PAMUNOSUMA MUKAONA ZVICHIRAMBA ZVAKAOMA PFUGAMA UNAMATE KUNA MWARI VAWANE KUBATSIRA MADZITATEGURU AKO CHAKAIPA KUENDA KUZVIPFUGAMO ZVINOTUKA MIDZIMU YAKO ZVINONZI KUDZA BABA NA MAI VAKO KUTI MAZUVA AKO AWEDZERWA PANYIKA

INI ZVANGU NDAKAZVI DZIDZA NDIKAZVIONA KUTI NDOMAFAMBIRE AZVO SAKA KUPFUGAMA UCHI KUNAMATA MWARI PAUNOPEDZA KUSUMA HANDIONE PANE CHAKAIPA KUNE VAMWE VANA UDZA MWANA HUPEDZESERA VANOTI SAKA KUSUMA HANDY NDOKUNAMATA HONGU KUSUMA KUNAMATA ASIKA NZIRA DZAUNENGE WASHANDIS

17/02/2024

KWAZIWAI MATIVI MANA ENYIKA ASHUMBA VAISA ZVANZA

NDAUYA NENNHAU YAKANAKA NHASI KANA URI FANY RA LAZIE JNR URIKUTAMBUDZWA NEMWEYA YEZVIKWAMBO KUVHARIRWA CHIRARAMO UYE VAMOSUNDIRWA MWEYA YENGOZI ISIRI YEDZINZA RAKO EG MUNHU WEDZINZA RAKO ANOGONA AKAURAYIWA NERIMWE DZINZA ANOZOTANGA KUNETSA DZINZA IRORO VOTSIPIKA MWEYA UYA VOUSAIIRIRA VOTI ENDA KUDZINZA RAKO NDIWO MWEYA WANDINOREVA KANA URIMUMWE ANOSANGANA NEIZVI KUNE VAYA VANOTI HATINA MARI YEKUPFUPIRA ASI VAINE SHUNGU YEKUYAMBUTSWA NDINODA KUTI UENDE PA YOUTUBE CHANNEL YAKANZI LAZIE JNR CHIHWA WOTI SUBSCRIBE WOTORA SCREEN SHOT WOUYA KU NUMBER YANGU IYI WOSENDA SCREEN SHOT IYE WOISA ZITA RAKO MUTUPO NE PIC NDOKUVHENEKERA NDOKUBATSIRA NDINOREVA VASINA FUMA DZEKUPFUPIRA MUMASAHWIRA ASI VAINEMADZUDZO AKADAI KUREVA KUTI SUBSCRIBE YAWAITA WATARIDZA KUTI URI FANY SAKAHAUKODZERE KUSHUNGURUDZIKA TIRIPO NDATENDA +27623565030
+263789812995

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Address


Justice Mohamed Sunnyside
Pretoria
012