Pamela Ndlovu

Pamela  Ndlovu

Share

l Love all my Followers lm here to make friends ,fun@enjoy��

17/04/2026
12/04/2026

Kana paine anoda mari ngaauye zvake atore ambomwa zvake drink 🤣🤣🤣🤣

10/04/2026

My date cancelled 😡
Sleep over yakona 🙈

09/04/2026

Huyai timwe 🤣🤣🤣🤣🤣

09/04/2026

Fambai nema paper akakwana mazuvano vakutora kwete zvekutamba 🤣🤣🤣🤣hatichadiwe muno

09/04/2026

Ndasuwa vanhu vangu vepano muri vapenyu here kana makafa zvenyu🤣🤣🤣🤣

09/04/2026

Basa mangwanani 🤭

27/03/2026

Kana painewo akudawo basa pls ndibatewo ku Centurion mari inotangira pa 8thou...kusvika pa 9500 but chikafu unozvionera age 35 zvichienda mumba asi rinorwadza zvaro hauzorore pls ndoda munhu ari serious anoshanda futi pls🙏🙏

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address


Pretoria