Mai Dee MuKaranga

Mai Dee MuKaranga

Share

I'm a proud mother who enjoys sharing life ideas and solutions to daily challenges

05/07/2026

Pisai miromo yenyu varumo pakutuka vakadzi venyu kana mawana vanaMarwei upenyu hunosanduka munozoda kudzoka moshaya madzokero nekuda kwemashoko

05/07/2026

Itira mukadzi wako sezvaunoda kuitirwawo

05/07/2026

Murume wakatora mukadzi achiri nevabereki vake wozoda kumusiya nokuti afirwa avanherera anoendepi
Anoroorwa achibva pamba pako ipapo 😂😂😂

05/07/2026

Murume akazvisungirira pamba paAmbuya zvichikonzerwa nechihure chake ,zvizere terera video riripazasi

Ipaiwo comment please

mukwasha anopfuka kana kuita ngozi here pakadai nhai

05/07/2026

Ukaona magariro ako achikuremera pamurume ibva uchiri mupenyu wakakwana mabody parts nekugona kunozvishandira kwete kuzobva wapera basa

05/07/2026

Hi single ladies..
Kungodzoka kubva kunoshuzha kungosvikorara uchiri kudya sadza nekuneta 😭😭😭
Kungoti kobo nemagwiriri one time

Be blessed vana mai baba

05/07/2026

Good morning

04/07/2026

Pamwe pacho mwari vanoomesa moyo wemurumwe sezvavakaita kuna Pharaoh kuri mukadzi asunungurwe aende paanofanira kunogadzikwa apiwe nhaka yake yepanyika

04/07/2026

Mukadzi shandawo imwe midziyo yaunoisa muzita rako kuitira mangwana varume vanopanduka unowana pokutangira

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address


670 Block U Mabopane
Pretoria
0190