Vachihera
As vachihera,health and beauty I A'm teaching people how to keep your self happy,and also to become a better person in life,
Maswerasei mose kwakadii kwamuri mativi mana enyika ndinovimba zvese zvakarongeka ngatichetwei nedenga
11/06/2026
Munhu haungamugoni sure zvakataurika wani Kuti Pasi nefake engagement imi takasima miswai imi nharo munadzo ndati
Imbwa nekatsi ndechipi chirinani kuchengeta
Nderipi Zita raungati vanhu ava vakapa Mwana Zita vakadhakwa
Onowana munhu achida kudokuitira dzungu apa iwe hautoripo ipapo
Tonzwa muchiti mashizha emugwavha anobetsera paflue ko mbambaira nenyimo tiudzei Kuti zvinobetserei
Chakakosha kugona kukashandisa zviya zvekuti heee kadora ratove drama
Watanga vanhu vaya kumixer nyemba nenyama yoooo
Pasi nezvimbwasungata hokoyo ndikuyako
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Telephone
Website
Address
Brits
Pretoria
