Jessie Dube Bhurabura

Jessie Dube Bhurabura

Share

passionate about business growth and innovation

30/09/2025

sei muchiti murungu akatawura shona munowomberera ini ndikatawura English hapana zvamunoyita musadaro

06/03/2025

do you know kuti bete ingori ishwa yakuyita zvemadrugs🤣🤣

13/02/2025

Mwari hakusiye uchigara kuchitungwiza kana usina kumbovatadzira 😂😂😂😂

04/02/2025

Ko majean akanzi Whatsapp business mukumatenga kupi nhayimi 🧔😂😂

27/01/2025

Im looking for 4 people vasina mari tiite 5🫣

23/01/2025

Girls are complaining that when we impregnate them, we run away 🏃
Guys, what do you do when you score a goal 🤣🤣🥅 panomhanya munhu

21/01/2025

Ko ndamboziva kt makaroni ukamayisa dovi ukadya nesadza anonaka zvisingayite 😂😂😂

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Springs?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Website

Address


Welgadatch
Springs

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00