Vio chix novels

Vio chix novels

Share

I only write short stories

01/01/2022

Nherera munhu
Story by Vio Chix
Chapter 9
Ndakamutswa rushambanzou naTafa hanzi tigadzirire rwendo rwedu.Ndakamuka ndokunogeza sezvo Tafa ainge asanoisa mvura pamoto.Ndapedza ndakanopfeka dzandaiti ndobest hembe dzangu asi ndakashamiswa kuona Maidei auya nehembe dzake nyowani hanzi ndipfeke idzodzo.Ndakamutenda kasingaperi ndokubva ndapfeka.Takazosimuka pamba ndokupinda munzira kunanga kubusstop.Tichingosvika bus richibva rangosvikawo.Takapinda zvedu ndokugara Passat rimwe naTafa vangu .Eheka Stowe vangu hanty ndiye arikumira neni panazvose here.
Bus rakakuma zvekukuma zviye but yoo hatingasvike kwatirikuenda kwacho.Ndakabvunza Tafa k*ti hatingasvike here akangoti manje manje tinenge tatosvika pambare ndopatichatorwa nablaz toenda kuden.Tafa akandisimbisa k*t ndishande nesimba kunyangwe boss akanetsa zvinenfei coz chinangwa chek*ti ndishande ndochakakosha.Tafa akazotenga mafresh chips nedrink hanzi panonzi pamutoko centre ndopatatave.Bus rakazofamba kwete zvek*tamba ndokuzomira .Ndakabvunza Tafa k*ti tasvika here akati tiripamarobbots ko ndozvizivirepu hangu Rakasimudzira bus asi raingomira paaiti pamarobbots dzimara tazosvika kumbare.Vanhu vose vakaburuka tikazopedzisira tisu.Takatoona mukoma Lyoid vakatotimirira Takavakwazisa asi vakatoradza kushamisika k*t ndini ndikunoita maid vavo.Vakabvunza mukoma k*t ko chikoro hauchaenda here nhai Kundi ?Ndakavapindura k*ti ndochinangwa changu k*ti ndikashanda ndozoenderera mberi nechikoro .Ivo vakabva vati hazvinetse unoshanda masikati manheru voenda kuchikoro mari vaizobhadharira .Veduwee ndakaita kunge ndichabata denga nemufaro.Handiziwe k*t mhuri iyi ndichazoitenda neyiko?Chandogona kuita kusimba pakunamata k*t mwari arambe achivedzera makomborero kwavari.Zvisinei takazosvika kumba kwacho hanzi kunonzi kuHighlands.

Takasvikowana pasina munhu Tafa akazobvunza k*t Gulez varikupi mukoma vakadaira hanzi varikuchipatara vanga vachida kucommiter su***de. Hama dzangu ndakabatikana

Married to a Monster coming soon

27/11/2021

Rufaro
Short story by Vio Chix
Chapter 1

I was busy playing with my phone when my best friend called me
Me: hey best what's up?
P*e:I'm cool can you pliz help me with my assignment?
Me: sure you can come here and I will help if I can
P*e: sup see you soon.
Akabva akata phone yake.

Sorry guys I forgot to introduce myself. I'm Rufaro Chikwizo 18 years old doing my form 5 at makosa high school.
Ndinologer zvangu pamwevo pamba best vangu anogarawo kwake.P*e akazouya tikaita agric sezvo yaive weekend.
Here comes Monday I wake up very early and do my chores. I take a shower and ready for xool.Our first lessons went well. During lunch tym takara zvedu pasi pemuti nabest vangu tichikurukura .
Me:hey beach look at those boys over there.
P*e:stop it Faro we are not here to admire some boyz let's do our school work.
Me: I was just saying only I'm not into boys.
P*e: OK girl friend let's do our work before the lunch is over.
Me: Let's do it later ryt now I'm very hungry.
P*e: Let's go get something to eat at the cafe.
Takabva taenda ndokuorder our food. Ndakatenga some fresh chips and fresh milk while P*e ordered hot buns and stone ginger. We sat down and eat our food while talking and laughing.
Voice: hey girls
We looked up and see this handsome and smart guy standing talking to us.
Me: hey Bee what's up?
Bee: lol can I join you pliz? P*e how are you?
P*e:(rolling her eyes) I'm fyn.
Bee: Can you girls buy me something to eat?
P*e: Are we here to do some charity or what?
Me: It's OK you can order whatever you want the bill is on me anyway.
Bee: tanx dia I will return the favor next tym.
P*e: don't even go there where do you think you can get the money to do so?
Bee:P*e murombo munhu one day you will need my help
P*e: whatever I'm not the one who is paying the bill anyway.
Takazogara hedu tichiita nyaya na Bee but P*e aitoratidza k*t arikubhoekana ne the presents of Bee .She was just quite like she was nowhere.

And of chapter
Why P*e asiri kufarira Bee?
Let's find out nex

27/11/2021

Rufaro,
I was in my room busy playing with my phone when my best friend called me,
Me:hello
P*e: hey you beach watsup?
Me:I'm gud and you?
P*e:gud sa well can you pliz help me with my assignment?
Me:its OK you can come here and I will help if I can,

P*e: suul

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Hatfield
Harare