Natural Organic Healthcare
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Natural Organic Healthcare, Health/Beauty, 42 Sam Munjoma Street, Harare.
10/02/2024
22/12/2023
Contact Dr Mtasa the gynecologist for comprehensive care.
❄️ Reduce heavy and painful menstruation flow
❄️ Dissolves and Prevent Uterine Fibroid
❄️ Anti Aging, Prevent Gynecological Diseases
❄️ Regulating Menstruation
❄️ Cleanse the Womb of Toxins
❄️ Increase Fertility And Unblocks Fallopian Tube
❄️ Keep the Womb Warm & Detoxed from inflammation
❄️ Gets rid of Ovarian Cysts Permanently
❄️ Delay Menopause
❄️ Balance Hormone
❄️ Reduces big tummy
_Infertility_
Washaya mbereko here? Kwete unozvara
🚺 kana uine chibereko chisina kubviswa huya utenge ma capsules, tablets nema teas, aya ma natural herbs anobatsira kugeza reproduction system yako kuvhura mese maka vharika kuti mimba ibate.
Ndiri Kuda anoti mbereko yanetsa angave murume kana mudzimai
FIBROIDS HERE
Mafibroids anooneka neizvi zvinotevera👇🏽👇🏽👇🏽
1)kusatevera zvakanaka kunguva
2) kurwadziwa nechibereko
3)kusanzwa kufarira bonde zvakanyanya
4) kurwadziwa nemudumbu nguva zhinji / kunzwa kumonya pasi peguvhu nguva zhinji
5) kusanzwa kuda kudya chikafu
6)kusabata mimba / jeko
7) kuburitsa ropa rakadzima /rakasviba panguva yokutevera
8) kuburitsa hukadzi or discharge inonhuwa ...
9) kukura kwedumbu kunge une nhumbu iwe usina
✨️Tinorapa zvekare maSTIs or zvirwere zvepabonde, Sare/Piles, Cervical Cancer
Ovarian cyst (mapundu anenge ari pamazai emadzimai) mapundu aya anokonzeresa kuti mudzimai atadze kubata mimba or kutadza kuita mwana zvehupenyu hwese unless warapwa akapera.
Ovarian cyst anorwadza mumaside medumbu umu zvichiuya nekumusana, achiita kakudhonza dhonza like...
One condition which can prevent fertility is Polycystic O***y Syndrome (PCOS), in which there are several small cysts on the ovaries.
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
42 Sam Munjoma Street
Harare
Opening Hours
| Monday | 08:00 - 17:00 |
| Tuesday | 08:00 - 17:00 |
| Wednesday | 08:00 - 17:00 |
| Thursday | 08:00 - 17:00 |
| Friday | 08:00 - 17:00 |
| Saturday | 08:00 - 17:00 |
| Sunday | 09:00 - 15:00 |
