Baba Bonna Chasura

Baba Bonna Chasura

Share

entertainment ,funny,comedies

03/06/2026

the man himself Alick Macheso πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯ chirambakusakara

03/06/2026

ku South Africa varikudzingwa kunzi dzokerai kunyika kwenyu,kuno kwacho muri kuvaputsira dzimba dzekugara after some years haa kana ndimiwo vakuru ko imbosungai ka vacho vakavatengesera pekugara pacho😭😭😭 ...its heartbreaking mhani

03/06/2026

zvarema ka

03/06/2026

mangwanani mamuka sei vatsigiri vangu

02/06/2026

let's follow Salvad Ovens and Baking School guys vanodzidzisa ma baking courses chete

02/06/2026

maswera sei hama dzerwendo

02/06/2026

mangwanani

02/06/2026

well said Romeo Gasa and Extra Valembe

To be honest handisi kutaura izvi kuti ndidzikisire chero ani zvake asi kana tiri vana vaMwari ngatiudzane chokwadi.

Why imi ma churches nevafundisi musingasimudze musoro pavanhu vanoita matambudziko anodawo mari asi imi nema church mune mari?kushayawo church inoti apa timbobatsirawo?Uncle Saint TV vanoisa zvichemo kuti vanhu vabatsirike asi hauwane kana anonzi munhu waMwari anodaira,muma Church mune ma Private Doctors anobvisa mari kubatsira kereke asi munhu akadai munoda mari kwaari kuti mumurapeπŸ’”,we have seen Stunt Masterflexx helping people,achidedzera rubatsiro but haana kana Church,imboratidzaiwo rudo kuvanhu kana muri kuita basa raMwari,hazvina kushata kuti zvinonzi pane munhu arapiswawo ne church zvayo kana na Pastor nhingi.
Musahwande nekuti chapa nerudyi ita ruboshwe rusazive zvenyu hamusi kubatsira society zvachose.Churches are supposed to play a big role in societies learn from Roman Catholic and Anglican Churches vanochengeta nherera,vakaisa zvibhorani pama church kubatsira vanhu.

What role is the Pentecostal Churches playing to help the Government?

Hatisi k***a ishoko chete neyeuchidzo pamwe makazvikanganwa πŸ™

01/06/2026

aika

01/06/2026

varoyi havadi kuona munhu achisimudzwa,😭😭😭😭 rest in peace doc Judah

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address


Emerald Hill Harare
Harare
04